Johani 15:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dai manga muri venyika, ingadai ichikudai sezvainoda vayo. Zvino, hamuzi venyika, asi ini ndakakusarudzai kuti mubude munyika. Ndokusaka nyika ichikuvengai.

Johani 15

Johani 15:11-23