Johani 14:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jesu akapindura akati, “Firipi, haundizivi iwe here, kunyange ndanga ndiri pakati penyu kwenguva refu yakadai? Ani naani aona ini aona Baba. Unoreva seiko zvaunoti, ‘Tiratidzei Baba’

Johani 14

Johani 14:5-14