Johani 14:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hamutendi here kuti ini ndiri muna Baba, uye Baba vari mandiri? Mashoko andinotaura kwamuri haasi angu ndoga. Asi, ndeaBaba, vanogara mandiri, avo vari kuita basa ravo.

Johani 14

Johani 14:5-15