Johani 12:28-32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

28. Baba, kudzai zita renyu!” Ipapo inzwi rakabva kudenga richiti, “Ndatorikudza, uye ndicharikudzazve.”

29. Vanhu vazhinji vaivapo uye vakarinzwa vakati kwatinhira; vamwe vakati mutumwa ataura kwaari.

30. Jesu akati, “Inzwi iri harina kuuya nokuda kwangu, asi nokuda kwenyu.

31. Zvino ndiyo nguva yokutongwa kwenyika ino; zvino muchinda wenyika ino achadzingwa.

32. Asi ini, pandinenge ndasimudzwa kubva panyika ino, ndichakwevera vanhu vose kwandiri.”

Johani 12