Johani 13:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutambo wePasika wakanga uchigere kusvika. Jesu akanga achiziva kuti nguva yakanga yasvika yokuti iye abve panyika uye kuti aende kuna Baba. Sezvo akanga achida vake avo vakanga vari munyika, akavaratidza zvino kuzara kworudo rwake.

Johani 13

Johani 13:1-10