Johani 11:56 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakaramba vachitsvaka Jesu, uye pavakanga vamire mutemberi, vakabvunzana vakati, “Munofungeiko? Haasi kuzouya kumutambo here?”

Johani 11

Johani 11:54-57