Johani 11:55 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pasika yavaJudha yakati yoswedera, vazhinji vaibva munyika iyo vakakwira kuJerusarema kuti vandozvinatsa pasika isati yasvika.

Johani 11

Johani 11:46-57