Johani 11:48 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana tikamurega achienderera mberi saizvozvi, munhu wose achatenda kwaari, uye vaRoma vachauya vakatitorera zvose nzvimbo yedu norudzi rwedu.”

Johani 11

Johani 11:47-57