Johani 11:47 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vaprista vakuru navaFarisi vakadanidzira musangano weDare Guru ravaJudha. Vakati, “Tiri kuiteiko? Hounoka munhu uyu ari kuita zviratidzo zvesimba zvizhinji.

Johani 11

Johani 11:41-57