Johani 1:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndingadai ndisina kumuziva, asi uya akandituma kuti ndizobhabhatidza nemvura ndiye akandiudza achiti, ‘Murume uyo waunoona Mweya achiburuka uye achigara paari, ndiye achazovabhabhatidza noMweya Mutsvene.’

Johani 1

Johani 1:29-41