Johani 1:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Johani akapupura uchapupu uhu achiti, “Ndakaona mweya achiburuka kubva kudenga akaita senjiva akamhara pamusoro pake.

Johani 1

Johani 1:29-37