Johani 1:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvinhu zvose zvakaitwa kubudikidza naye; kunze kwake hakuna kana chinhu chakaitwa pane izvo zvakaitwa.

Johani 1

Johani 1:1-13