Johani 1:1-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Pakutanga Shoko rakanga riripo, uye Shoko rakanga riri kuna Mwari, uye Shoko rakanga riri Mwari.

2. Iye aiva kuna Mwari kubva pakutanga.

3. Zvinhu zvose zvakaitwa kubudikidza naye; kunze kwake hakuna kana chinhu chakaitwa pane izvo zvakaitwa.

4. Maari maiva noupenyu, uye upenyu ihwohwo hwaiva chiedza chavanhu.

Johani 1