Jobho 35:6-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

6. Kana ukatadza, zvinomurwadza zvakadiniko? Kana zvivi zvako zvakawanda, zvinoita sei kwaari?

7. Kana wakarurama, unomupeiko iye, kana kuti anogamuchireiko kubva muruoko rwako?

8. Kuipa kwako kunongobata munhu akaita sewe, uye kururama kwako ndokwavanakomana vavanhu chete.

9. “Vanhu vanoridza mhere vari pasi pomutoro wokumanikidzwa; vanokumbira kusunungurwa kubva muruoko rwoune simba.

Jobho 35