Jobho 35:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana ukatadza, zvinomurwadza zvakadiniko? Kana zvivi zvako zvakawanda, zvinoita sei kwaari?

Jobho 35

Jobho 35:1-11