Jobho 34:29-31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

29. Asi kana akaramba anyerere ndiani angamupa mhosva? Kana akavanza chiso chake, ndianiko angamuona? Zvakadaro iye ari pamusoro pazvose, munhu nendudzi,

30. kuti abvise munhu asina Mwari pakutonga, kuti asaisira vanhu misungo.

31. “Ngatiti munhu oti kuna Mwari, ‘Ndine mhaka asi handichatadzizve.

Jobho 34