Jobho 34:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana akaramba anyerere ndiani angamupa mhosva? Kana akavanza chiso chake, ndianiko angamuona? Zvakadaro iye ari pamusoro pazvose, munhu nendudzi,

Jobho 34

Jobho 34:19-30