Jobho 30:5-9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

5. Vakabviswa pakati pavanhu vokwavo, vachitukwa kunge vakanga vari mbavha.

6. Vakamanikidzwa kuti vagare mukati mehova dzakaoma, pakati pamatombo nomumakomba, muvhu.

7. Vakarira pakati pamakwenzi, uye vakamanikidzana pasi porukato.

8. Vakanga vari vanhu vakazvidzika vasina zita, vakadzingwa kubva munyika.

9. “Uye zvino vanakomana vavo vanondiseka munziyo; ndava shumo pakati pavo.

Jobho 30