Jobho 29:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakavasarudzira nzira ini ndokugara saishe wavo; ndakagara samambo pakati pamauto ake; ndakanga ndakaita somunhu anonyaradza vanochema.

Jobho 29

Jobho 29:20-25