Jobho 30:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Asi zvino vanondiseka, varume vaduku kwandiri, madzibaba avo ndaiashora zvokuti handaivaisa pakati pembwa dzinofudza makwai angu.

Jobho 30

Jobho 30:1-7