Jobho 3:10-12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

10. nokuti hahuna kundipfigira mikova yechizvaro kuti huvanze dambudziko pamberi pangu.

11. “Ko, ndakaregererei kufa pakuberekwa kwangu, nokufa pandaibuda mudumbu?

12. Mabvi akavapo seiko kuti andigamuchire namazamu kuti ndinwe?

Jobho 3