Jobho 2:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vakagara pasi naye kwamazuva manomwe nousiku hunomwe. Hakuna munhu akagona kutaura kana shoko kwaari, nokuti vakaona kukura kwokutambudzika kwake.

Jobho 2

Jobho 2:6-13