Jobho 29:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Jobho akapfuurira mberi nokutaura kwake achiti:

2. “Haiwa ndinoshuva sei mwedzi yakapfuura, iwo mazuva andairindira naMwari,

3. mwenje wake pawaivhenekera pamusoro pangu uye ndaivhenekerwa nechiedza chake ndichifamba murima!

Jobho 29