Jobho 1:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jehovha akati kuna Satani, “Warangarira muranda wangu Jobho here? Hakuna munhu akafanana naye panyika, haana chaanopomerwa uye akarurama, munhu anotya Mwari uye anonzvenga chakaipa.”

Jobho 1

Jobho 1:1-15