Jeremia 7:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi havana kuteerera kana kurereka nzeve dzavo; asi vakatevera kutsauka kwoukukutu hwemwoyo yavo yakaipa. Vakadzokera shure vakasaenda mberi.

Jeremia 7

Jeremia 7:14-26