Jeremia 7:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

asi ndakavapa murayiro uyu wokuti nditeererei, uye ndichava Mwari wenyu nemi muchava vanhu vangu. Mufambe munzira dzose dzandakakurayirai, kuti zvigova zvakanaka kwamuri.

Jeremia 7

Jeremia 7:16-29