Jeremia 6:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi ini ndizere nehasha dzaJehovha, uye handichagoni kuzvidzora. “Dzidururire pamusoro pavana vari munzira dzomuguta, napamusoro pamajaya akaungana pamwe chete; vose murume nomukadzi vachabatwa imomo, navatana, vaya vabva zera.

Jeremia 6

Jeremia 6:7-17