Jeremia 6:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndingataura naaniko andingayambira? Ndianiko achandinzwa? Nzeve dzavo dzakadzivirwa kuti varege kunzwa. Shoko raJehovha chigumbuso kwavari; havawani mufaro mariri.

Jeremia 6

Jeremia 6:9-12