Jeremia 52:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakanga pane matamba makumi mapfumbamwe namatanhatu kumativi; uwandu hwamatamba aiva pamusoro pezvakarukwa zvakanga zvakapoteredzwa hwaiva zana.

Jeremia 52

Jeremia 52:13-26