Jeremia 52:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musoro wendarira waiva pane imwe mbiru wakanga wakareba makubhiti anosvika mashanuc uye wakashongedzwa nezvakarukwa namatamba endarira zvaipoteredza. Imwe mbiru yakanga yakafanana nayo namatamba ayowo.

Jeremia 52

Jeremia 52:14-23