Jeremia 51:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi akatidya, akatinyonganisa, akatiita chirongo chisina chinhu. Akatimedza senyoka, uye akazadza dumbu rake nezvinonaka zvedu, ipapo akatisvisvina.

Jeremia 51

Jeremia 51:29-44