Jeremia 51:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, Mwari waIsraeri, “Mwanasikana weBhabhironi afanana neburiro panguva yokupura; nguva yokumukohwa ichasvika zvino zvino.”

Jeremia 51

Jeremia 51:28-43