Jeremia 48:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muparadzi acharwa namaguta ose ose, uye hapana guta richapukunyuka. Mupata uchaparadzwa, uye mutunhu wakakwirira uchaparadzwa nokuti Jehovha azvitaura.

Jeremia 48

Jeremia 48:4-11