Jeremia 48:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Inzwi rokuchema kwavo rinokwira richibva kuHeshibhoni kusvikira kuErieri neJahazi, kubva kuZoari kusvikira kuHoronaimi neEgirati Sherishiya, nokuti kunyange nemvura dzeNimirimi dzapwa.

Jeremia 48

Jeremia 48:31-38