Jeremia 48:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mufaro nokufarisisa zvaenda, zvabva muminda yemichero nomuminda yeMoabhu. Ndagumisa kuyerera kwewaini inobva pazvisviniro; hakuna achazvitsika achidanidzira nomufaro. Kunyange pano kudanidzira, hakusi kudanidzira kwomufaro.

Jeremia 48

Jeremia 48:24-41