Jeremia 48:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Moabhu anga ane zororo kubvira pauduku hwake, sewaini yasarira mumasese, isina kudirwa kubva muno mumwe mudziyo ichiiswa muno mumwe, haana kuenda muutapwa. Saka anongotapira sezvaakanga ari, uye kunhuwira kwake hakuna kushanduka.

Jeremia 48

Jeremia 48:8-21