Jeremia 48:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ngaatukwe uyo anobata basa raJehovha asina hanya! Ngaatukwe uyo anodzora munondo wake pakuteura ropa!

Jeremia 48

Jeremia 48:8-13