Jeremia 44:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuda kwokuti makapisira zvinonhuwira uye makatadzira Jehovha uye hamuna kumuteerera kana kutevera murayiro wake kana zvirevo zvake kana zvaakatema, njodzi iyi yaiswa pamusoro penyu sezvamunoona zvino.”

Jeremia 44

Jeremia 44:18-28