Jeremia 44:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akati haasisina mwoyo murefu pakuipa kwezviito zvenyu nezvinhu zvinonyangadza zvamakaita, nyika yenyu ikava chinhu chinotukwa uye nedongo risina anogaramo, sezvazvakaita nhasi.

Jeremia 44

Jeremia 44:13-29