Ipapo varume vose vaiziva kuti vakadzi vavo vaipisira zvinonhuwira kuna vamwe vamwari, pamwe chete navakadzi vose vaivapo, ungano huru, navanhu vose vakanga vagere nokumusoro zasi kweIjipiti, vakati kuna Jeremia,