Jeremia 44:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hakuna kuna vakasara veJudha vakaenda kunogara kuIjipiti vangapukunyuka kana kurarama kuti vadzoke kunyika yeJudha, uko kwavanoshuva kuti vadzokere kundogara; hakuna achadzoka kunze kwavashoma vakatiza.”

Jeremia 44

Jeremia 44:9-19