Jeremia 42:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kuti makakanganisa kwazvo pamakandituma kuna Jehovha Mwari wenyu muchiti, ‘Tinyengeterere kuna Jehovha Mwari wedu, utiudze zvose zvaanoreva uye isu tichazviita.’

Jeremia 42

Jeremia 42:19-22