Jeremia 42:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musatya mambo weBhabhironi, iye wamunotya zvino. Musamutya, ndizvo zvinotaura Jehovha, nokuti ndinemi uye ndichakuponesai nokukuponesai kubva mumaoko ake.

Jeremia 42

Jeremia 42:5-20