Jeremia 42:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

‘Kana mukagara munyika ino, ndichakuvakai handizokukoromorei; ndichakusimai uye handingakudzurei, nokuti ndinorwadziwa nokuda kwenjodzi yandakaisa pamusoro penyu.

Jeremia 42

Jeremia 42:2-13