Jeremia 4:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Paanonzwa kutinhira kwavatasvi vamabhiza nokwavawemburi vouta, maguta ose anotiza. Vamwe vanopinda mumatenhere; vamwe vanokwira pakati pamatombo. Maguta ose asara asina munhu; hapana anogaramo.

Jeremia 4

Jeremia 4:26-31