Jeremia 4:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo nyika ichachema uye matenga kumusoro achava rima nokuti ndini ndazvitaura uye handingaregi kuzviita, ndini ndazvisarudza uye handingadzokeri shure.”

Jeremia 4

Jeremia 4:23-31