Jeremia 4:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. “Haiwa Israeri, kana muchida kudzoka, dzokai kwandiri,”ndizvo zvinotaura Jehovha.“Kana mukabvisa pamberi pangu zvifananidzo zvenyu zvinonyangadza uye mukasarasikazve,

2. kana mukapika muchokwadi, nokururama uye nenzira yakarurama muchiti: ‘Zvirokwazvo naJehovha mupenyu,’ ipapo ndudzi dzicharopafadzwa naye uye dzichazvirumbidza maari.”

Jeremia 4