Jeremia 5:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kwirai nokudzika nemigwagwa yeJerusarema, tarirai pose pose mugofunga, tsvakai muzvivara zvaro muone kana mukawana kana munhu mumwe anoita zvakanaka uye anotsvaka zvokwadi, ipapo ndicharegerera guta iri.

Jeremia 5

Jeremia 5:1-5