Jeremia 39:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi hondo yavaBhabhironi yakavadzinganisa ndokubatira Zedhekia mumapani eJeriko. Vakamubata ndokumuendesa kuna Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi paRibhira munyika yaHamati kwaakamupa mutongo wake.

Jeremia 39

Jeremia 39:1-7