Jeremia 39:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zedhekia mambo weJudha navarwi vose vakati vavaona, vakatiza; vakabuda muguta usiku vakaenda nenzira yokubindu ramambo, napasuo raiva pakati pamasvingo maviri, ndokunanga kuArabha.

Jeremia 39

Jeremia 39:3-5